Danieri 4:20 - Shona BIBLE20 Muti wamakaona, iwo wakakura ukasimba, wakasvika kudenga pakureba kwawo, wakanga uchionekwa kusvikira kumigumo yenyika yose; Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Muti wamakaʋona, iwo wakakura ukasimba, wakaȿika kuɗeŋga pakureɓa kwawo, wakaŋga uciʋonekwa kuȿikira kumigumo yenyika yose; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200220 Muti wamakaona, iwo wakakura ukasimba, wakasvika kudenga pakureba kwawo, wakanga uchionekwa kusvikira kumigumo yenyika yose; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Muti wamakaona wakakura ukasimba zvokuita nhungamakore chaiyo kureba uchitooneka kwose zvako nekwakaperera nyika, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona20 Muti wamakaona wakakura ukasimba zvokuita nhungamakore chaiyo kureba uchitooneka kwose zvako nekwakaperera nyika, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Muti wamakaona, wakakura uye ukasimba, una manhengenya awo anosvika kudenga, unoonekwa pasi pose, Sien die hoofstuk |