Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Danieri 3:29 - Shona BIBLE

29 “Naizvozvo ndinotema chirevo, kuti vanhu vose namarudzi ose namarimi ose, vanotaura zvisina kufanira pamusoro paMwari waShadhiraki naMeshaki naAbhedhinego, vatemwe–temwe, nedzimba dzavo dziitwe muturunhuru; nokuti hakuna mumwe mwari anogona kurwira saizvozvo.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Naiɀoɀo ndinotema cireʋo, kuti ʋanhu ʋose namarudzi ose namarimi ose, ʋanotaura ɀisino‐kufanira pamsoro paMŋari waShadraki naMeshaki naAbedi‐nego, ʋatemŋe‐temŋe, nedzimba dzaʋo dziitwe maturunhuru; nokuti hakuno‐mumŋe mŋari unogona kurwira saiɀoɀo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

29 “Naizvozvo ndinotema chirevo, kuti vanhu vose namarudzi ose namarimi ose, vanotaura zvisina kufanira pamusoro paMwari waShadhiraki naMeshaki naAbhedhinego, vatemwe‐temwe, nedzimba dzavo dziitwe muturunhuru; nokuti hakuna mumwe mwari anogona kurwira saizvozvo.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Naizvozvo ndinotema chirevo chokuti: Rudzi rupi zvarwo, kana ndudzi dzipi zvadzo dzavanhu, kunyange rurimi runotaura zvakaipa nezvaMwari kuwana vane rakaipa ravanongoti bufu kutaura nezvaMwari waShadhiraki naMeshaki naAbhedhinego vachabvamburwa kuita zvidimbu zvidimbu, misha yavo igoitwa matongo. Ndinodaro nokuti, hakuna mumwe Mwari anogona kununura saizvozvi izvi.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Naizvozvo ndinotema kuti vanhu vorudzi rupi kana mutauro upi zvawo vanotaura chinhu chipi zvacho chinopesana naMwari waShadhireki naMeshaki naAbhedhinego vatemwe-temwe uye dzimba dzavo dziitwe madurunhuru amarara, nokuti hakuna mumwe mwari angaponesa nenzira iyi.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Danieri 3:29

Volg ons:

Advertensies

Advertensies