Danieri 3:11 - Shona BIBLE11 asi ani naani asingawiri pasi achinamata, achawisirwa mukati mevira romoto unopfuta kwazvo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 asi aninani usiŋgawiri pasi acinamata, ucawisirwa mukati mecoto comŋoto unopfuta kwaɀo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 asi ani naani asingawiri pasi achinamata, achawisirwa mukati mevira romoto unopfuta kwazvo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 muchiti kuwana ani zvake anorega kugwadama pasi achipfugama, anofanira kukandwa muvira remoto unopisa kwazvo? Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 muchiti kuwana ani zvake anorega kugwadama pasi achipfugama, anofanira kukandwa muvira remoto unopisa kwazvo? Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 uye kuti ani naani asingawiri pasi akanamata achakandwa muvira romoto. Sien die hoofstuk |