Danieri 2:47 - Shona BIBLE47 Mambo akapindura Dhanieri, akati, “Zvirokwazvo, Mwari wako ndiye Mwari wavamwari, naIshe wamadzimambo, nomuzivisi wezvakadzama, iwe zvawakagona kuzivisa chinhu ichi chakavanzika.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Mambo akapindura Danieri, akati: Ɀirokwaɀo, Mŋari wako ndiye Mŋari waʋamŋari, naShe wamadzimambo, nomuziʋisi weɀakaʋanzika, iwe ɀawakagona kuziʋisa cinhu ici cakaʋanzika. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200247 Mambo akapindura Dhanieri, akati, “Zvirokwazvo, Mwari wako ndiye Mwari wavamwari, naIshe wamadzimambo, nomuzivisi wezvakadzama, iwe zvawakagona kuzivisa chinhu ichi chakavanzika.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Mambo akati kuna Dhanieri: “Zvechokwadi, Mwari wako ndiMwari wavamwari ndiye Changamire wamadzimambo. Mududziri wezvakavanzika nokuti iwe wagona kududzira zvakavanzika izvi.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona47 Mambo akati kuna Dhanieri: “Zvechokwadi, Mwari wako ndiMwari wavamwari ndiye Changamire wamadzimambo. Mududziri wezvakavanzika nokuti iwe wagona kududzira zvakavanzika izvi.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Mambo akati kuna Dhanieri, “Zvirokwazvo Mwari wako ndiMwari wavamwari naIshe wamadzimambo uye nomuzivisi wezvakavanzika, nokuti iwe wakagona kuzivisa chakavanzika ichi.” Sien die hoofstuk |