Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Danieri 2:46 - Shona BIBLE

46 Ipapo mambo Nebhukadhineza akawira pasi nechiso chake, akanamata Dhanieri, akarayira kuti vamuvigire chipo nezvinonhuwira zvinozipa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

46 Ipapo mambo Nebukadnezari akawira pasi neciso cake, akanamata Danieri, akaraira kuti ʋamuʋigire cipo neɀinonhuwira ɀinozipa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

46 Ipapo mambo Nebhukadhinezari akawira pasi nechiso chake, akanamata Dhanieri, akarayira kuti vamuvigire chipo nezvinonhuwira zvinozipa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

46 Mambo Nebhukadhineza akabva ati nouso pasi kota kota achiremekedza Dhanieri, akati vanhu vapire mupiro norusenzi kuna iye Dhanieri.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

46 Mambo Nebhukadhineza akabva ati nouso pasi kota kota achiremekedza Dhanieri, akati vanhu vapire mupiro norusenzi kuna iye Dhanieri.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

46 Ipapo mambo Nebhukadhinezari akawira pasi nechiso chake pamberi paDhanieri akamuremekedza akarayira kuti apiwe chipo nezvinonhuhwira.

Sien die hoofstuk Kopieer




Danieri 2:46

Volg ons:

Advertensies


Advertensies