Danieri 2:36 - Shona BIBLE36 “Ndizvo zvamakarota; zvino tichazvidudzira pamberi pamambo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ndiɀo ɀamakarota; ɀino ticaɀiɗudzira pamberi pamambo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200236 “Ndizvo zvamakarota; zvino tichazvidudzira pamberi pamambo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 “Idzodzi ndidzo hope dzacho idzi. Zvino tochikutaurirai, mambo, zvadzinoreva. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona36 “Idzodzi ndidzo hope dzacho idzi. Zvino tochikutaurirai, mambo, zvadzinoreva. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 “Uku ndiko kwaiva kurota kwenyu, uye zvino tichakududzira kwamuri mambo. Sien die hoofstuk |