Danieri 2:16 - Shona BIBLE16 Zvino Dhanieri akapinda kuna mambo, akakumbira kwaari, kuti amutarire nguva, azivise mambo kududzirwa kwazvo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino Danieri akapinda kunamambo, akakumbira kwaari, kuti amutarire ŋguʋa, aziʋise mambo kuɗudzirwa kwaɀo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 Zvino Dhanieri akapinda kuna mambo, akakumbira kwaari, kuti amutarire nguva, azivise mambo kududzirwa kwazvo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Dhanieri akapinda akandoteterera kuna mambo kuti amutaurire nguva yaaizopa mambo dudziro yacho. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona16 Dhanieri akapinda akandoteterera kuna mambo kuti amutaurire nguva yaaizopa mambo dudziro yacho. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Nokudaro, Dhanieri akapinda kuna mambo akandokumbira nguva kwaari, kuitira kuti agomududzira chiroto chiya. Sien die hoofstuk |