Danieri 12:13 - Shona BIBLE13 “Asi iwe chienda hako kusvikira kuguma kwavapo; nokuti iwe achazorora, ndokumukirazve mugove wako pakupera kwamazuva iwayo.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Asi iwe cienda hako kuȿikira kuguma kwaʋa’po; nokuti iwe ucazorora, ndokumukira ɀe mugoʋe wako pakupera kwamazuʋa iwayo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 “Asi iwe chienda hako kusvikira kuguma kwavapo; nokuti iwe achazorora, ndokumukirazve mugove wako pakupera kwamazuva iwayo.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 “Asi iwe wochiita maitiro ako iwayo kusvikira kumagumo ugozozorora uchizova panzvimbo yakowo yawakapiwa mumazuva okupedzesera.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 “Asi iwe wochiita maitiro ako iwayo kusvikira kumagumo ugozozorora uchizova panzvimbo yakowo yawakapiwa mumazuva okupedzesera.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “Asi kana uriwe, enda hako kusvikira kumagumo. Uchazorora, uye ipapo pamagumo amazuva, iwe uchasimuka kuti ugamuchire mugove wenhaka yako.” Sien die hoofstuk |