Danieri 12:11 - Shona BIBLE11 “Kubva panguva yokubviswa kwechipiriso chinopiswa nguva dzose, nokumutswa kwechifananidzo chinonyangadza chinoparadza, zvichaita mazuva ane chiuru chimwe namazana maviri namakumi mapfumbamwe. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Kubva paŋguʋa yokubviswa kwecipiriso cinopiswa ŋguʋa dzose, nokumutswa kwecinonyaŋgadza cinoparadza, ɀicaita mazuʋa anecuru cimŋe namazana maʋiri namakumi mapfumbamŋe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 “Kubva panguva yokubviswa kwechipiriso chinopiswa nguva dzose, nokumutswa kwechifananidzo chinonyangadza chinoparadza, zvichaita mazuva ane chiuru chimwe namazana maviri namakumi mapfumbamwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Kubvira panguva icharegeswa mupiro wokupisa uye pachamiswa chimwe chisingambodiwa zvacho naMwari chinon'oresa chiya, pachaita chiuru chimwechete chamazuva china mazuva mazana maviri namakumi mapfumbamwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 “Kubvira panguva icharegeswa mupiro wokupisa uye pachamiswa chimwe chisingambodiwa zvacho naMwari chinon'oresa chiya, pachaita chiuru chimwechete chamazuva china mazuva mazana maviri namakumi mapfumbamwe. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 “Kubva panguva ichadziviswa chibayiro chamazuva ose nokumiswa kwechinhu chinonyangadza chinouyisa kuparadzwa, pachava namazuva chiuru chine zana namakumi mapfumbamwe. Sien die hoofstuk |