Danieri 12:10 - Shona BIBLE10 Vazhinji vachazvinatsa nokuzvichenesa nokubviswa tsvina, asi vakaipa vachaita zvakaipa; hakuna pakati pavakaipa achanzwisisa, asi vakachenjera ndivo vachanzwisisa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋazhinji ʋacaɀinatsa nokuɀicenesa nokubviswa tȿina, asi ʋakaipa ʋacaita ɀakaipa; hakuna pakati paʋakaipa ucanzwisisa, asi ʋakacenjera ndiʋo ʋacanzwisisa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Vazhinji vachazvinatsa nokuzvichenesa nokubviswa tsvina, asi vakaipa vachaita zvakaipa; hakuna pakati pavakaipa achanzwisisa, asi vakachenjera ndivo vachanzwisisa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vazhinji vachazvichenura vachinyatsozvichenesa vagova vanhu vakanatswa, asi vakaipa vachaita zvakaipa. Hapana wakaipa achanzwisisa, asi vangwaru vachanzwisisa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vazhinji vachazvichenura vachinyatsozvichenesa vagova vanhu vakanatswa, asi vakaipa vachaita zvakaipa. Hapana wakaipa achanzwisisa, asi vangwaru vachanzwisisa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Vazhinji vachacheneswa, vasina gwapa, uye vachanatswa, asi vakaipa vacharamba vakaipa. Hakuna achanzwisisa. Sien die hoofstuk |