Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Danieri 11:35 - Shona BIBLE

35 Vamwe vavo vakachenjera vachaparadzwa, kuti vaedzwe, vacheneswe, kusvikira kunguva yokupedzisira; nokuti nguva yokupedzisira ichigere kusvika.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Ʋamŋe ʋaʋo ʋakacenjera ʋacaparadzwa, kuti ʋaidzwe, ʋanatswe, ʋaceneswe, kuȿikira kuŋguʋa yokupedzisira; nokuti ŋguʋa yokupedzisira icigere kuȿika.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

35 Vamwe vavo vakachenjera vachaparadzwa, kuti vaedzwe, vacheneswe, kusvikira kunguva yokupedzisira; nokuti nguva yokupedzisira ichigere kusvika.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Asi vamwe vavo vangwaru, vachafa kuri kuitira kuti vapepetwe vachinatswa pakati pavo vachene kudzamara nguva yokuguma nokuti nguva yakatemwa ichigere kusvika.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Asi vamwe vavo vangwaru, vachafa kuri kuitira kuti vapepetwe vachinatswa pakati pavo vachene kudzamara nguva yokuguma nokuti nguva yakatemwa ichigere kusvika.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Vamwe vakachenjera vachagumburwa, kuitira kuti vagonatswa, nokucheneswa uye vave vasina gwapa kusvikira panguva yokupedzisira, nokuti zvichazongoitika panguva yakatarwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Danieri 11:35

Volg ons:

Advertensies

Advertensies