Danieri 11:32 - Shona BIBLE32 Vanoitira sungano zvakaipa, achavatsausa nokubata kumeso; asi vanhu vanoziva Mwari wavo, vachava nesimba, vachaita mabasa makuru. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ʋanoitira suŋgano ɀakaipa, ucaʋatsausa nokuɓata kumeso; asi ʋanhu ʋanoziʋa Mŋari waʋo, ʋacaʋa nesimba, ʋacaita maɓasa makuru. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200232 Vanoitira sungano zvakaipa, achavatsausa nokubata kumeso; asi vanhu vanoziva Mwari wavo, vachava nesimba, vachaita mabasa makuru. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Achafurira achibata vanhu kumeso vanotyora chitenderano ichocho. Asi vanhu chaivo, vanoziva Mwari wavo vachamira vakasimba vachiwana zvokuita. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona32 Achafurira achibata vanhu kumeso vanotyora chitenderano ichocho. Asi vanhu chaivo, vanoziva Mwari wavo vachamira vakasimba vachiwana zvokuita. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Nokubata kumeso achatsausa avo vakaputsa sungano asi vanhu vanoziva Mwari wavo vachamudzivisa kwazvo. Sien die hoofstuk |