Danieri 11:31 - Shona BIBLE31 Hondo dzichamutswa naye, dzichamhura nzvimbo tsvene, iye nhare, vachabvisa chipiriso chinopiswa nguva dzose, ndokumutsa chinonyangadza chinoparadza. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Hondo dzicamutswa naye, dzicamhura nɀimbo tȿene, iyo nhare, ʋacabvisa cipiriso cinopiswa ŋguʋa dzose, ndokumutsa cinonyaŋgadza cinoparadza. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200231 Hondo dzichamutswa naye, dzichamhura nzvimbo tsvene, iye nhare, vachabvisa chipiriso chinopiswa nguva dzose, ndokumutsa chinonyangadza chinoparadza. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Hondo dzichabva kwaari dzichisvikon'oresa Temberi nenhare yokuzvidzivirira nayo muhondo dzicharegesawo mupiro wokupisa unogaroitwa. Uye vachamisa chimwe chisingambodiwa zvacho naMwari chinon'oresa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona31 Hondo dzichabva kwaari dzichisvikon'oresa Temberi nenhare yokuzvidzivirira nayo muhondo dzicharegesawo mupiro wokupisa unogaroitwa. Uye vachamisa chimwe chisingambodiwa zvacho naMwari chinon'oresa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 “Mauto ake akapakata zvombo achasimuka kuti asvibise nhare yetemberi uye achadzivisa chibayiro chamazuva ose. Ipapo vachamisa chinonyangadza chinokonzera kuparadzwa. Sien die hoofstuk |