Danieri 11:26 - Shona BIBLE26 Vanodya zvokudya zvake, ndivo vachamuparadza; hondo yake ichapararira, vazhinji vachawira pasi vaurayiwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ʋanodya ɀokudya ɀake, ndiʋo ʋacamuparadza; hondo yake icapararira, ʋazhinji ʋacawira pasi ʋaʋurawa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200226 Vanodya zvokudya zvake, ndivo vachamuparadza; hondo yake ichapararira, vazhinji vachawira pasi vaurawa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Kunyangewo vaanodya navo udobo hwake hwezvokudya zvakanaka ndivo vacho vachave mharadzi dzake. Hondo yake yavarwi ichatsvairwa, vazhinji vavo vagorakatiswa kufa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona26 Kunyangewo vaanodya navo udobo hwake hwezvokudya zvakanaka ndivo vacho vachave mharadzi dzake. Hondo yake yavarwi ichatsvairwa, vazhinji vavo vagorakatiswa kufa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Vaya vanodya zvokudya zvamambo vachaedza kumuparadza; hondo yake ichakukurwa, uye vazhinji vachafa muhondo. Sien die hoofstuk |