Danieri 11:20 - Shona BIBLE20 “Zvino panzvimbo yake kuchamuka mumwe achatuma muteresi kupfuura napakaisvonaka paushe hwake, asi kana mazuva mashoma apera uchaparadzwa, zvisingaitwi nokutsamwa kana nokurwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino panɀimbo yake kucamuka mumŋe ucatuma muteresi kupfuʋura napakaiȿo‐naka paʋushe bgake, asi kana mazuʋa mashoma apera ucaparadzwa, ɀisiŋgaitwi nokutsamŋa kana nokurwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200220 “Zvino panzvimbo yake kuchamuka mumwe achatuma muteresi kupfuura napakaisvonaka paushe hwake, asi kana mazuva mashoma apera uchaparadzwa, zvisingaitwi nokutsamwa kana nokurwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Panzvimbo pake pachamuka mumwe achatuma wokuteresa mutero achiitira mbiri youmambo. Asi mushure memazuva mashomanana achaparara pasina zvehasha kana hondo.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona20 “Panzvimbo pake pachamuka mumwe achatuma wokuteresa mutero achiitira mbiri youmambo. Asi mushure memazuva mashomanana achaparara pasina zvehasha kana hondo.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 “Anomutevera achatumira muteresi kuti achengetedze mbiri youmambo. Zvisinei hazvo, shure kwamakore mashoma, iye achaparadzwa, zvisingaitwi mukutsamwa kana muhondo. Sien die hoofstuk |