Danieri 11:10 - Shona BIBLE10 “Vanakomana vake vachandorwa, vachaunganidza boka guru ravarwi, richauya, nokupararira, ndokupfuura neseri; ipapo richadzoka ndokuzorwa kusvikira panhare yake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋanakomana ʋake ʋacandorwa, ʋacaʋuŋganidza ɓoka guru raʋarwi, ricaʋuya, nokupararira, ndokupfuʋura neseri; ipapo ricadzoka ndokuzorwa kuȿikira panhare yake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 “Vanakomana vake vachandorwa, vachaunganidza boka guru ravarwi, richauya, nokupararira, ndokupfuura neseri; ipapo richadzoka ndokuzorwa kusvikira panhare yake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Vanakomana vake vachaita hondo vagounganidza gurusvusvu guru rehondo dzavarwi dzichauya dziri bvakapfaka dzichipfuura, dzamukirira nayo hondo kudzamara dzasvika kunhare yake yokuzvidzivirira nayo muhondo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 “Vanakomana vake vachaita hondo vagounganidza gurusvusvu guru rehondo dzavarwi dzichauya dziri bvakapfaka dzichipfuura, dzamukirira nayo hondo kudzamara dzasvika kunhare yake yokuzvidzivirira nayo muhondo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Vanakomana vake vachagadzirira kurwa uye vachaunganidza hondo huru, ichakukura samafashamu emvura ane simba vagorwa kusvikira kunhare yake. Sien die hoofstuk |