Danieri 10:20 - Shona BIBLE20 “Zvino akati, ‘Unoziva chandakauyira kwauri here? Zvino ndichadzokera kundorwa nomuchinda wePeresia; kana ndabvapo, tarira, muchinda weGirisi achauya. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino akati: Unoziʋa candakaʋuyira kwauri here? Ɀino ndicadzokera kundorwa nomucinda wePersia; kana ndabva’po, tarira, mucinda weGirisi ucaʋuya. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200220 “Zvino akati, ‘Unoziva chandakauyira kwauri here? Zvino ndichadzokera kundorwa nomuchinda wePeresia; kana ndabvapo, tarira, muchinda weGirisi achauya. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Iye ndokuti, “Zvandauyira kwauri unozviziva here? Asi iye zvino ndava kudzokera kundorwisa muchinda wePezhia. Ndikange ndapedza naye ndipo pachauya muchinda wenyika yeGirisi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona20 Iye ndokuti, “Zvandauyira kwauri unozviziva here? Asi iye zvino ndava kudzokera kundorwisa muchinda wePezhia. Ndikange ndapedza naye ndipo pachauya muchinda wenyika yeGirisi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Saka akati, “Unoziva here zvandavinga kwauri? Ndichadzokera nokukurumidza kundorwa nomuchinda wePezhia, uye kana ndaenda, muchinda weGirisi achauya; Sien die hoofstuk |