Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Danieri 10:19 - Shona BIBLE

19 Akati, ‘Iwe murume anodikanwa kwazvo, usatya hako; rugare ruve newe, iva nesimba, iva nesimba.’ Zvino akati achitaura neni, ndikasimbiswa, ndikati, ‘Ishe wangu ngaataure hake, nokuti makandisimbisa.’

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Akati: Iwe murume unoɗikanwa kwaɀo, usatya hako; rugare ruʋe newe, iʋa nesimba, iʋa nesimba. Ɀino wakati acitaura neni, ndikasimbiswa, ndikati: Ishe waŋgu ŋgaataure hake, nokuti makandisimbisa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Akati, ‘Iwe murume anodikanwa kwazvo, usatya hako; rugare ruve newe, iva nesimba, iva nesimba.’ Zvino akati achitaura neni, ndikasimbiswa, ndikati, ‘Ishe wangu ngaataure hake, nokuti makandisimbisa.’

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Akati, “Nhaiwe, munhu wapamwoyo chaiyechaiye, usatye, rugare ngaruve newe. Shinga utsunge mwoyo.” Paakataura kwandiri ndakabva ndasimbaradzwa ndokubva ndati, “Changamire chiregai nditaure nemi nokuti mandisimbaradza.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Akati, “Nhaiwe, munhu wapamwoyo chaiyechaiye, usatye, rugare ngaruve newe. Shinga utsunge mwoyo.” Paakataura kwandiri ndakabva ndasimbaradzwa ndokubva ndati, “Changamire chiregai nditaure nemi nokuti mandisimbaradza.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Akati, “Usatya, iwe munhu anokudzwa zvikuru. Rugare! Iva nesimba zvino, simba.” Paakataura neni, ndakabva ndasimba ndikati, “Taurai Ishe wangu, sezvo mandipa simba.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Danieri 10:19

Volg ons:

Advertensies

Advertensies