Danieri 10:15 - Shona BIBLE15 “Zvino akati ataura neni namashoko iwayo, ndikaramba ndakatarira pasi nechiso changu, ndikashayiwa shoko. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino wakati ataura neni namashoko iwayo, ndikaramba ndakatarira pasi neciso caŋgu, ndikashaiwa shoko. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 “Zvino akati ataura neni namashoko iwayo, ndikaramba ndakatarira pasi nechiso changu, ndikashayiwa shoko. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Paakanditaurira saizvozvi, ndakabva ndati uso pasi tsikitsiki ndokushaya kana neromuromo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Paakanditaurira saizvozvi, ndakabva ndati uso pasi tsikitsiki ndokushaya kana neromuromo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Achiri kutaura izvi kwandiri, ndakakotama ndakatsikitsira pasi ndikashaya chokutaura. Sien die hoofstuk |