Danieri 10:13 - Shona BIBLE13 Asi muchinda woushe hwavaPeresia akandidzivisa mazuva ana makumi maviri nerimwe; asi tarira, Mikaeri, mumwe wamachinda makuru, akauya kuzondibatsira, ndikasarako kuna madzimambo avaPeresia. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Asi mucinda woʋushe bgaʋaPersia wakandidziʋisa mazuʋa anamakumi maʋiri nerimŋe; asi tarira, Mikaeri, mumŋe wamacinda makuru, wakaʋuya kuzondiɓatsira, ndikasara’ko kunamadzimambo aʋaPersia. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Asi muchinda woushe hwavaPeresia akandidzivisa mazuva ana makumi maviri nerimwe; asi tarira, Mikaeri, mumwe wamachinda makuru, akauya kuzondibatsira, ndikasarako kuna madzimambo avaPeresia. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi muchinda wenyika yePezhia aipikisana neni kwamazuva makumi maviri nerimwechete. Asi Mikaeri mumwe wamachinda makuru akauya kuzondibatsira naizvozvo ndamusiya ikoko nomuchinda wenyika yePezhia.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Asi muchinda wenyika yePezhia aipikisana neni kwamazuva makumi maviri nerimwechete. Asi Mikaeri mumwe wamachinda makuru akauya kuzondibatsira naizvozvo ndamusiya ikoko nomuchinda wenyika yePezhia.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Asi muchinda woumambo hwavaPezhia akandidzivisa mazuva makumi maviri nerimwe apfuura. Ipapo Mikaeri, mumwe mukuru wamachinda, akauya kuzondibatsira, nokuti ndakanga ndakavharidzirwa ikoko namambo wavaPezhia. Sien die hoofstuk |