Danieri 1:18 - Shona BIBLE18 Zvino mazuva akati apera akanga atarwa namambo okuti vauyiswe nawo, muchinda wavaranda akapinda navo pamberi paNebhukadhineza. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino mazuʋa akati apera akaŋga atarwa namambo okuti ʋaʋuyiswe nawo, mucinda waʋaranda akapinda naʋo pamberi paNebukadnezari. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200218 Zvino mazuva akati apera akanga atarwa namambo okuti vauyiswe nawo, muchinda wavaranda akapinda navo pamberi paNebhukadhinezari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Kuzoti nguva iya yapera, mambo paakati majaya iwayo auyiwe nawo, muyuniki uya, mukuru akavaunza makanga muina Nebhukadhineza. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona18 Kuzoti nguva iya yapera, mambo paakati majaya iwayo auyiwe nawo, muyuniki uya, mukuru akavaunza makanga muina Nebhukadhineza. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Mazuva akatarwa namambo kuti vapinde akati apera, mukuru wamachinda akavaisa kuna Nebhukadhinezari. Sien die hoofstuk |