1 Timoti 1:8 - Shona BIBLE8 Asi tinoziva kuti murairo wakanaka, kana munhu achiita nawo sezvinoreva murairo, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi tinoziʋa kuti murairo wakanaka, kana munhu aciita nawo seɀinoreʋa murairo, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20028 Asi tinoziva kuti murayiro wakanaka, kana munhu achiita nawo sezvinoreva murayiro, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zvino chatinoziva ndechokuti mutemo wakanaka kana ukausevenzesa zviri pamutemo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona8 Zvino chatinoziva ndechokuti mutemo wakanaka kana ukausevenzesa zviri pamutemo. Sien die hoofstuk |