1 Timoti 1:18 - Shona BIBLE18 Basa iri, rakarayirwa, ndinokupa iro, iwe Timoti, mwana wangu, kuti sezvazvakaporofitwa kare pamusoro pako, urwe pfumo rakanaka mazviri; Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ƃasa iri, rakarairwa, ndinokupa iro, iwe Timotio, mŋana waŋgu, kuti seɀaɀakaprofitwa kare pamsoro pako, urwe pfumo rakanaka maɀiri; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200218 Basa iri, rakarayirwa, ndinokupa iro, iwe Timoti, mwana wangu, kuti sezvazvakaporofitwa kare pamusoro pako, urwe pfumo rakanaka mazviri; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Zvakatemwa izvi ndinozviturira mumaoko mako itwe Timoti, mwanangu, maererano nezvakaporofitwa zvakanga zvakananga iwe, kuti unyatsorwisa uchifemerwa naizvozvo, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona18 Zvakatemwa izvi ndinozviturira mumaoko mako itwe Timoti, mwanangu, maererano nezvakaporofitwa zvakanga zvakananga iwe, kuti unyatsorwisa uchifemerwa naizvozvo, Sien die hoofstuk |