1 Timoti 1:13 - Shona BIBLE13 kunyangwe ini ndaiva aishonha Mwari kare, nomutambudzi ndichiitira vanhu zvakaipa; asi ndakaitirwa ngoni, nokuti ndakanga ndichizviita nokusaziva pakusatenda; Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 kunyaŋge ini ndaiʋa mumhuri waMŋari kare, nomutambudzi ndiciitira vanhu ɀakaipa; asi ndakaitirwa ŋgoni, nokuti ndakaŋga ndiciɀiita nokusaziʋa pakusatenda; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 kunyange ini ndaiva aishonha Mwari kare, nomutambudzi ndichiitira vanhu zvakaipa; asi ndakaitirwa ngoni, nokuti ndakanga ndichizviita nokusaziva pakusatenda; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kunyange pakutanga ndakambomushonha ndikamutambudza ndikamutuka asi ndakaitirwa tsitsi nokuti ndakazviita mukusaziva nomukusatenda. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kunyange pakutanga ndakambomushonha ndikamutambudza ndikamutuka asi ndakaitirwa tsitsi nokuti ndakazviita mukusaziva nomukusatenda. Sien die hoofstuk |