Numeri 8:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 “Taura naAroni, uti kwaari, ‘Kana uchiumisa mwenje, mwenje minomwe inofanira kuvhenekera pamberi pechigadziko.’ ” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Taura naAroni, uti kwaari: Kana ucimisa mŋenje, mŋenje minomŋe inofanira kuvenekera pamberi pecigadziko. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Udza Aroni kuti paanondogadzika marambi, marambi manomwe anofanira kuvheneka akatarisa mberi kwechigadzikiro chomwenje.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Udza Aroni kuti paanondogadzika marambi, marambi manomwe anofanira kuvheneka akatarisa mberi kwechigadzikiro chomwenje.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Taura naAroni uti kwaari, ‘Kana uchimisa mwenje minonwe, inofanira kuvhenekera nzvimbo iri mberi kwechigadziko chomwenje.’ ” Sien die hoofstuk |