Numeri 5:12 - Shona Bible 1949 revised 200212 “Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana mukadzi womurume upi noupi akachinya, akamutadzira, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana mukadzi womurume upi noupi akacinya, akamutadzira, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Udza vaIsiraeri izvi: Ngatiti mukadzi womunhu aita unzenza hwokusatendeka kumurume wake, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 “Udza vaIsiraeri izvi: Ngatiti mukadzi womunhu aita unzenza hwokusatendeka kumurume wake, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 “Taura kuvaIsraeri uti kwavari: ‘Kana mukadzi womunhu akatsauka, akasava akatendeka kwaari, Sien die hoofstuk |