Numeri 35:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Maguta ose amunopa vaRevhi anofanira kuva maguta ana makumi mana namasere, iwo noruwa rwawo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Maguta ose amunopa ʋaRevi anofanira kuʋa maguta anamakumi manna namasere, iwo noruwa rwawo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Saka maguta ose amuchapa vaRevhi, achava makumi mana namasere pamwechete nenharaunda dzawo dzamafuro. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 Saka maguta ose amuchapa vaRevhi, achava makumi mana namasere pamwechete nenharaunda dzawo dzamafuro. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Maguta ose amunopa vaRevhi anofanira kuva makumi mana namasere, pamwe chete namafuro avo. Sien die hoofstuk |