Numeri 35:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 “Raira vana vaIsiraeri, kuti vape vaRevhi panhaka yavakagara ivo, maguta mavangagara; munofanirawo kupa vaRevhi ruwa runopoteredza maguta avo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Raira ʋana ʋaIsraeri, kuti ʋape ʋaRevi panhaka yaʋakagara iʋo, maguta maʋaŋgagara; munofanira ʋo kupa ʋaRevi ruwa runopoteredza maguta aʋo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Udza vaIsiraeri kuti munyika dzavanenge vagoverwa vazopawo vaRevhi mamwe maguta okugara. Muchavapawo mafuro munharaunda dzamaguta iwayo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Udza vaIsiraeri kuti munyika dzavanenge vagoverwa vazopawo vaRevhi mamwe maguta okugara. Muchavapawo mafuro munharaunda dzamaguta iwayo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Rayira vaIsraeri kuti vape vaRevhi maguta okuti vagare kubva panhaka ichatorwa navaIsraeri. Uye muvape mafuro akapoteredza maguta avo. Sien die hoofstuk |