Numeri 32:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Nyika dzakakundwa naJehovha pamberi peungano yaIsiraeri, inyika yakafanira zvipfuwo; zvino isu varanda venyu, tine zvipfuwo.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nyika dzakakundwa naJehova pamberi peʋuŋgano yaIsraeri, inyika yakafanira ɀipfuwo; ɀino isu ʋaranda ʋenyu, tineɀipfuwo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 kunyika dziya dzakakundwa naTenzi tichizviona, kuna mafuro emombe akanaka kwazvo. Zvino isu varanda venyu tine mombe.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona4 kunyika dziya dzakakundwa naTenzi tichizviona, kuna mafuro emombe akanaka kwazvo. Zvino isu varanda venyu tine mombe.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 nyika yakakundwa naJehovha pamberi pavanhu vaIsraeri, yakanakira zvipfuwo, uye varanda venyu vane zvipfuwo.” Sien die hoofstuk |