Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 30:3 - Shona Bible 1949 revised 2002

3 Nomukadziwo, kana achinge apikira Jehovha, kana kuzvisunga nokusunga kwokupika, achiri mumba mababa vake, achiri musikana;

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Nomukadzi ʋo, kana aciŋge apikira Jehova, kana kuɀisuŋga nokusuŋga kwokupika, aciri mumba maɓaɓa ʋake, aciri musikana;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Kana munhukadzi, achiri kugara mumusha wababa vake, akatsidza kuitira Tenzi chinhu, kana kupika mhiko yokuregedza kuita chimwe chinhu,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Kana munhukadzi, achiri kugara mumusha wababa vake, akatsidza kuitira Tenzi chinhu, kana kupika mhiko yokuregedza kuita chimwe chinhu,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 “Kana musikana achiri kugara mumba mababa vake akaita mhiko kuna Jehovha kana kuti akazvisunga nokupika,

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 30:3

Volg ons:

Advertensies


Advertensies