Numeri 20:29 - Shona Bible 1949 revised 200229 Zvino ungano yose yakati ichiona kuti Aroni afa, vakachema Aroni mazuva makumi matatu, iyo imba yose yaIsiraeri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀino ʋuŋgano yose yakati iciʋona kuti Aroni wafa, ʋakacema Aroni mazuʋa makumi matatu, iyo imba yose yaIsraeri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Gungano rose rakaona kuti Aroni afa. Vose vemhuri yaIsiraeri vakamuchema kwamazuva makumi matatu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona29 Gungano rose rakaona kuti Aroni afa. Vose vemhuri yaIsiraeri vakamuchema kwamazuva makumi matatu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Uye ungano yose yakati yazvinzwa kuti Aroni akanga afa, imba yose yeIsraeri yakamuchema kwamazuva makumi matatu. Sien die hoofstuk |