Numeri 20:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Ipapo pakanga pasina mvura yokunwa yeungano yose; zvino vanhu vakaunganira kuna Mosesi naAroni. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ipapo pakaŋga pasine‐mvura yokunwa yeʋuŋgano yose; ɀino ʋanhu ʋakaʋuŋganira kunaMosesi naAroni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ipapo gungano rakashaya mvura. Vakabva vaunganidzana kuzonetsa Mosesi naAroni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 Ipapo gungano rakashaya mvura. Vakabva vaunganidzana kuzonetsa Mosesi naAroni. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Zvino pakanga pasisina mvura yeungano, uye vanhu vakaungana vakapopotera Mozisi naAroni. Sien die hoofstuk |