Numeri 19:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 “Ndiwo murayiro wakarairwa naJehovha, achiti: Taura navana vaIsiraeri vauye kwauri netsiru dzvuku risina mhosva, risina kuremara, risina kumboiswa joko. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ndiwo murairo wakarairwa naJehova, aciti: Taura naʋana ʋaIsraeri ʋaʋuye kwauri netsiru dɀuku risinemhoȿa, risina‐kuremara, risina‐kumboiswa joko. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Iyi ndiyo mirao yakatemwa naTenzi: taurirai vaIsiraeri kuti vakuvigirei tsiru dzvuku risina kuremara risinawo chinoshoreka risati rambosungwa pajoki. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Iyi ndiyo mirao yakatemwa naTenzi: taurirai vaIsiraeri kuti vakuvigirei tsiru dzvuku risina kuremara risinawo chinoshoreka risati rambosungwa pajoki. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Izvi ndizvo zvinodikanwa pamurayiro wakarayirwa naJehovha. Udza vaIsraeri kuti vakuvigire tsiru dzvuku risina kuremara, kana charingapomerwa uye risina kumbosungwa pajoko. Sien die hoofstuk |