Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Mateo 4:2 - Shona Bible 1949 revised 2002

2 Akati azvinyima zvokudya mazuva ana makumi mana, nousiku hunamakumi mana, akabva oziya.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Wakati aɀinyima ɀokudya mazuʋa anamakumi manna, noʋusiku bgunamakumi manna, akabva oziya.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Akatsanya siku nesikati kwamazuva makumi mana. Mushure mezvo akabva oziya.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Akatsanya siku nesikati kwamazuva makumi mana. Mushure mezvo akabva oziya.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Mushure mokunge atsanya kwamazuva makumi mana nousiku huna makumi mana, akanzwa nzara.

Sien die hoofstuk Kopieer




Mateo 4:2

Volg ons:

Advertensies


Advertensies