Mapisarema 2:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 Kumbira kwandiri, ndikupe ndudzi ive nhaka yako, Nemigumo yenyika zvive zvako. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Kumbira kwandiri, ndikupe ndudzi iʋe nhaka yako, Nemigumo yenyika ɀiʋe ɀako. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ndikumbire zvako ndigokupa marudzi avanhu kuti ave nhaka yako kunyange nyika, kusvika nokwainoperera kuti ive yako. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ndikumbire zvako ndigokupa marudzi avanhu kuti ave nhaka yako kunyange nyika, kusvika nokwainoperera kuti ive yako. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Kumbira kwandiri, uye ndichaita kuti ndudzi dzive nhaka yako, migumo yenyika ive yako. Sien die hoofstuk |