Mapisarema 12:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 Vakaipa vanofamba pamativi ose, Kana zvakashata zvichikudzwa pakati pavanakomana vavanhu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋakaipa ʋanofamba pamatiʋi ose, Kana ɀakashata ɀicikudzwa pakati paʋanakomana ʋaʋanhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vakaipa vari kufamba kose kose uipi zvauri kurumbidzwa kudai pakati pavanhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vakaipa vari kufamba kose kose uipi zvauri kurumbidzwa kudai pakati pavanhu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vakaipa vanofamba-famba vakasununguka kana zvakashata zvichikudzwa pakati pavanhu. Sien die hoofstuk |