Genesi 8:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 namatsime apakadzika namawindo edenga akazarirwa, nemvura yakabva kudenga ikadziviswa, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 namatsime apakadzika namawindi eɗeŋga akazarirwa, nemvura yakabva kuɗeŋga ikadziʋiswa, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Zvisipiti zviya zvapasipasi namahwindo edenga zvakamiswa kubudisa mvura, mvura yokunaya ikagasa, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 Zvisipiti zviya zvapasipasi namahwindo edenga zvakamiswa kubudisa mvura, mvura yokunaya ikagasa, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Zvino zvitubu zvepakadzika uye masuo amafashamu okudenga zvakanga zvazarirwa, uye mvura yakanga yaguma kunaya kubva kudenga. Sien die hoofstuk |