Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 9:6 - Shona Bible 1949 revised 2002

6 Fume mangwana Jehovha akaita chinhu ichocho, zvipfuwo zvose zveIjipiti zvikafa; asi pazvipfuwo zvavana vaIsiraeri hapana zvakafa, kunyange nechimwe chete.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Fume maŋgwana Jehova akaita cinhu ico, ɀipfuwo ɀose ɀeEgipita ɀikafa; asi paɀipfuwo ɀaʋana ʋaIsraeri hapana‐ɀakafa, kunyaŋge necimŋe cete.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Mangwana acho Tenzi akafumoita zvaakareva, mombe dzose dzavaIjipiti dzakapera kufa, asi mombe dzavaIsiraeri hapana kana imwechete yakafa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Mangwana acho Tenzi akafumoita zvaakareva, mombe dzose dzavaIjipiti dzakapera kufa, asi mombe dzavaIsiraeri hapana kana imwechete yakafa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Uye chifumi chamangwana Jehovha akazviita: Zvipfuwo zvose zvavaIjipita zvakafa, asi hapana kana chipfuwo chimwe chete chavaIsraeri chakafa.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 9:6

Volg ons:

Advertensies


Advertensies