Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 8:5 - Shona Bible 1949 revised 2002

5 Jehovha akati kuna Mosesi, “Iti kuna Aroni, ‘Tambanudzira ruoko rwako rwakabata tsvimbo yako pamusoro penzizi, napamusoro pehova, napamusoro pamadziva, uraire matatya kuti akwire panyika yeIjipiti.’ ”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Jehova akati kunaMosesi: Iti kunaAroni: Tambanudzira ruʋoko rwako rwakaɓata tȿimbo yako pamsoro penzizi, napamsoro pehoʋa, napamsoro pamadziʋa, uraire mataca kuti akwire panyika yeEgipita.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Tenzi akati kuna Mosesi, “Iti kuna Aroni, ‘Tambanudzira tsvimbo yako pamusoro penzizi nemigero namadziva kuti matafi auye panyika yeIjipiti.’ ”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Tenzi akati kuna Mosesi, “Iti kuna Aroni, ‘Tambanudzira tsvimbo yako pamusoro penzizi nemigero namadziva kuti matafi auye panyika yeIjipiti.’ ”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Taurira Aroni uti, ‘Tambanudza ruoko rwako pamwe chete netsvimbo yako pamusoro pehova napamusoro pemigero napamadziva, uye uite kuti matatya auye pamusoro penyika yeIjipiti.’ ”

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 8:5

Volg ons:

Advertensies


Advertensies