Eksodo 7:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 VaIjipiti vachaziva kuti ndini Jehovha, kana ndichitambanudza ruoko rwangu pamusoro peIjipiti, ndichibvisa vana vaIsiraeri pakati pavo.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 ƲaEgipita ʋacaziʋa kuti ndini Jehova, kana ndicitambanudza ruʋoko rwaŋgu pamsoro peEgipita, ndicibvisa ʋana ʋaIsraeri pakati paʋo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Pandinorova Ijipiti ndichibvisa vaIsiraeri pakati pavo, vaIjipiti ndipo pavachazoziva kuti ndini Tenzi.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona5 Pandinorova Ijipiti ndichibvisa vaIsiraeri pakati pavo, vaIjipiti ndipo pavachazoziva kuti ndini Tenzi.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Uye vaIjipita vachaziva kuti ndini Jehovha pandichatambanudza ruoko rwangu pamusoro peIjipiti uye ndichabudisa vaIsraeri kubva mairi.” Sien die hoofstuk |