Eksodo 39:43 - Shona Bible 1949 revised 200243 Mosesi akatarira mabasa ose, akaona kuti vakanga vaaita sezvakanga zvarairwa naJehovha, ndizvo zvavakaita; Mosesi akavaropafadza. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Mosesi akatarira maɓasa ose, akaʋona kuti ʋakaŋga ʋaaita seɀakaŋga ɀarairwa naJehova, ndiɀo ɀaʋakaita; Mosesi akaʋaropafadza. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Mosesi akatarisa zvose zvakanga zvagadzirwa akaona kuti zvakanga zvaitwa naimomo chaimo makanga manzi naTenzi muitwe nomo. Mosesi akavapa chikomborero. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona43 Mosesi akatarisa zvose zvakanga zvagadzirwa akaona kuti zvakanga zvaitwa naimomo chaimo makanga manzi naTenzi muitwe nomo. Mosesi akavapa chikomborero. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Mozisi akaongorora basa uye akaona kuti vakanga variita sokurayira kwakanga kwaita Jehovha. Saka Mozisi akavaropafadza. Sien die hoofstuk |