Eksodo 39:39 - Shona Bible 1949 revised 200239 neatari yendarira, nechakarukwa chayo chendarira, namatanda, nenhumbi dzayo dzose, nomudziyo wokushambidzira, nechigadziko chawo; Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 neartari yendarira, necakarukwa cayo cendarira, namatanda, nenhumbi dzayo dzose, nomudziyo wokushambidzira, necigadziko cawo; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 kwozouya atari yendarira nesefa yayo yendarira namapango ayo nemidziyo yayo yose nedhishi rokushambira nechigadzikiro charo; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona39 kwozouya atari yendarira nesefa yayo yendarira namapango ayo nemidziyo yayo yose nedhishi rokushambira nechigadzikiro charo; Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 aritari yendarira, chiparo chayo chendarira, mapango ayo nemidziyo yayo yose; dhishi nechigadziko charo; Sien die hoofstuk |