Eksodo 37:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 akaifukidza nendarama yakaisvonaka nechomukati nechokunze, akaita pamusoro payo hata yendarama yakaipoteredza. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 akaifukidza nendarama yakaiȿo‐naka necomukati necokunze, akaita pamsoro payo hata yendarama yakaipotedza. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Rakanamirirwa nendarama chaiyo yakanakisisa mukati nokunze ndokuriitira mukombero wendarama kumusoro kwaro. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 Rakanamirirwa nendarama chaiyo yakanakisisa mukati nokunze ndokuriitira mukombero wendarama kumusoro kwaro. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Akaifukidza negoridhe rakaisvonaka, zvose mukati nokunze, uye akaita hata yegoridhe yakaipoteredza. Sien die hoofstuk |