Eksodo 36:36 - Shona Bible 1949 revised 200236 Akachiitira mbiru ina dzomuakasia, akadzifukidza nendarama; zvikorekedzo zvadzo zvakanga zviri zvendarama, akadziumbirawo zvigadziko zvina zvesirivha. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Akaciitira mbiru inna dzomuakasia, akadzifukidza nendarama; ɀikorekedzo ɀadzo ɀakaŋga ɀiri ɀendarama, akadziʋumbira ʋo ɀigadziko ɀinna ɀesirveri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Akarigadzirira mapango mana akavezwa omuunga akaanamira nendarama, nezvipikiri zvawo zvendarama akaagadzirira zvigadzikiro zvawo zvina zvesirivha. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona36 Akarigadzirira mapango mana akavezwa omuunga akaanamira nendarama, nezvipikiri zvawo zvendarama akaagadzirira zvigadzikiro zvawo zvina zvesirivha. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Vakaita matanda mana omuti womuunga vakaafukidza negoridhe. Vakaaitira zvikorekedzo zvegoridhe uye vakaumba zvigadziko zvawo zvina zvesirivha. Sien die hoofstuk |