Eksodo 34:34 - Shona Bible 1949 revised 200234 Asi kana Mosesi opinda pamberi paJehovha kundotaura naye, waibvisa chifukidzo kusvikira achibuda; zvino wobuda, ndokuudza vana vaIsiraeri zvarairwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Asi kana Mosesi opinda pamberi paJehova kundotaura naye, waibvisa cifukidzo kuȿikira aciɓuɗa; ɀino woɓuɗa, ndokuʋudza ʋana ʋaIsraeri ɀarairwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Mosesi aiti kana opinda kundotaura naTenzi, aibvisa mucheka uyu kusvikira abudamo. Paaibuda aiudza vaIsiraeri zvose zvaainge audzwa naTenzi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona34 Mosesi aiti kana opinda kundotaura naTenzi, aibvisa mucheka uyu kusvikira abudamo. Paaibuda aiudza vaIsiraeri zvose zvaainge audzwa naTenzi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Asi pose paaipinda paKuvapo kwaJehovha kuti ataure naye, aibvisa chifukidzo kusvikira abuda kunze. Uye aiti paaibuda achiudza vaIsraeri zvaainge arayirwa, Sien die hoofstuk |