Eksodo 32:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Ndatarira vanhu ava, ndaona kuti vanhu vane mitsipa mikukutu; Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Ndatarira ʋanhu aʋa, ndaʋona kuti ʋanhu ʋanemitsipa mikukutu; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Tenzi akati kuna Mosesi, “Ndaona zvino kuti vaIsiraeri ava itsvuuramuromo dzavanhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Tenzi akati kuna Mosesi, “Ndaona zvino kuti vaIsiraeri ava itsvuuramuromo dzavanhu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Jehovha akati kuna Mozisi, “Ndaona vanhu ava, uye vanhu vane mitsipa mikukutu. Sien die hoofstuk |