Eksodo 30:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Aroni anofanira kupisa pamusoro payo zvinonhuwira zvemiti yakanaka; ngaazvipise mangwanani ose, kana achigadzira mwenje. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Aroni unofanira kupisa pamsoro payo ɀinonhuwira ɀemiti yakanaka; ŋgaaɀipise maŋgwanani ose, kana acigadzira mŋenje. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mazuva ose, Aroni paanofumira kundogadziridza marambi, ngaapise rusenzi runonhuhwira paatari iyoyo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 Mazuva ose, Aroni paanofumira kundogadziridza marambi, ngaapise rusenzi runonhuhwira paatari iyoyo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 “Aroni anofanira kupisa zvinonhuhwira pamusoro pearitari mangwanani oga oga paanogadzira mwenje. Sien die hoofstuk |