Eksodo 30:33 - Shona Bible 1949 revised 200233 Ani naani unovhenganisa mafuta akafanana nawo, uye ani naani unoisa mamwe awo pamutorwa, ngaabviswe pakati porudzi rwake.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Aninani unoveŋganisa mafuta akafanana nawo, ʋuye aninani unoisa mamŋe awo pamutorwa, ŋgaabviswe pakati porudzi rwake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Kuwana anogadzira mafuta akaita saiwaya kana kudira mafuta anoera aya pamunhu asiri mupristi, munhu iyeyo ngaachekaniswe ukama navaIsiraeri.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona33 Kuwana anogadzira mafuta akaita saiwaya kana kudira mafuta anoera aya pamunhu asiri mupristi, munhu iyeyo ngaachekaniswe ukama navaIsiraeri.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Ani naani anoita mafuta anonhuhwira akafanana nawo uye ani naani anoaisa pamunhu upi zvake kunze kwomuprista anofanira kubviswa pakati pavanhu vokwake.’ ” Sien die hoofstuk |