Eksodo 29:38 - Shona Bible 1949 revised 200238 “Zvino ndizvo zvaunofanira kubayira paatari: Zuva rimwe nerimwe nguva dzose makwayana maviri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Ɀino ndiɀo ɀaunofanira kuɓayira paartari: Zuʋa rimŋe nerimŋe ŋguʋa dzose makwaiana maʋiri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 “Zvamunofanira kuramba muchipira paatari ndezvizvi: hwayana mbiri dzine gore rimwechete pazuva roga roga. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona38 “Zvamunofanira kuramba muchipira paatari ndezvizvi: hwayana mbiri dzine gore rimwechete pazuva roga roga. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 “Izvi ndizvo zvaunofanira kupa paaritari nguva dzose zuva rimwe nerimwe: makwayana maviri egore rimwe chete. Sien die hoofstuk |