Eksodo 27:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Matanda iwayo aiswe muzvindori, matanda agova panhivi mbiri dzeatari kana voitakura. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Matanda iwayo aiswe muɀindori, matanda agoʋa panhiʋi mbiri dzeartari kana ʋoitakura. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Pakutakura atari, mapango iwayo ndookuitakurisa, ngaapfekerwe mumaringi ari mumativi ayo maviri akati uku rimwe uku rimwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 Pakutakura atari, mapango iwayo ndookuitakurisa, ngaapfekerwe mumaringi ari mumativi ayo maviri akati uku rimwe uku rimwe. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Matanda aya anofanira kupinzwa mukati memhete kuti agova kumativi maviri earitari painenge yotakurwa. Sien die hoofstuk |